Haggai 2:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Hagai akapindura, akati: Ndiɀo ɀakaita ʋanhu aʋa norudzi urwu pamberi paŋgu — ndiɀo ɀinotaura Jehova; ndiɀo ɀakaita ɀose ɀaʋanoita namaʋoko aʋo, ʋuye ɀaʋanoɓayira’po ɀakaȿiɓiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Hagai akapindura akati, “ ‘Ndizvo zvakaita vanhu ava norudzi urwu pamberi pangu,’ ndizvo zvinotaura Jehovha. ‘Zvose zvavanoita uye zvose zvavanopa sechibayiro ipapo zvakasvibiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hagai ndokuti, “Ndizvo zvimwechete navanhu ava, nerudzi urwu rwavanhu ruri pamberi pangu, ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ndizvo zvine basa ramaoko avo kanawo zvavanopira ipapo zvakan'ora.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Hagai akapindura, akati, “Ndizvo zvakaita vanhu ava norudzi urwu pamberi pangu ndizvo zvinotaura Jehovha; ndizvo zvakaita zvose zvavanoita namaoko avo, uye zvavanobayirapo zvakasvibiswa.
Shona 2009?
Ipapo Hagai akapindura, akati, "Ndizvo zvakaita vanhu ava norudzi urwu pamberi pangu ndizvo zvinotaura Jehovha; ndizvo zvakaita zvose zvavanoita namaoko avo, uye zvavanobayirapo zvakasvibiswa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Hagai akapindura, akati, “Ndizvo zvakaita vanhu ava norudzi urwu pamberi pangu ndizvo zvinotaura Jehovha; ndizvo zvakaita zvose zvavanoita namaoko avo, uye zvavanobayirapo zvakasvibiswa.