Haggai 2:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko mbeu ici’mo muɗura here? Ɀirokwaɀo, muzambiriŋga nomuʋonde nomutamba nomuorivi haɀina‐kuɓereka; kubva pazuʋa rino ndica ku ropafadzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, muchine mbeu yakasara mudura here? Kusvikira zvino, muzambiringa nomuonde, mutamba nomuorivhi hazvina kubereka michero. “ ‘Kubvira pazuva ranhasi ndichakuropafadzai.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mune mbeu dzichiri mudura nanhasi handiti? Kusvikira pari nhasi mugirepisi nomuwonde nomupomegraniti, nomuorivhi hapana chairi kubereka handiti. Kubvira pari nhasi ndichakukomborerai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko mbeu ichimo mudura here? Zvirokwazvo, muzambiringa nomuonde nomutamba nomuorivhi hazvina kubereka; kubva pazuva rino ndichakuropafadzai.”
Shona 2009?
Ko mbeu ichimo mudura here? Zvirokwazvo, muzambiringa nomuonde nomutamba nomuorivhi hazvina kubereka; kubva pazuva rino ndichakuropafadzai."
Shona SUB 2002 Bible
Ko mbeu ichimo mudura here? Zvirokwazvo, muzambiringa nomuonde nomutamba nomuorivhi hazvina kubereka; kubva pazuva rino ndichakuropafadzai.”