Haggai 2:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naZerubaberi, muɓati waJuda, uti: Ndicazunuŋgusa ɗeŋga rose nenyika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Udza Zerubhabheri mubati weJudha kuti ndichazungunusa matenga nenyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
taura kuna Zerubhabhero mutongi wokwaJudha uti, “Ndava kuzozunza matenga napasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura naZerubhabheri, mubati waJudha, uti, ‘Ndichazunungusa denga rose nenyika;
Shona 2009?
"Taura naZerubhabheri, mubati waJudha, uti, `Ndichazunungusa denga rose nenyika;
Shona SUB 2002 Bible
“Taura naZerubhabheri, mubati waJudha, uti, ‘Ndichazunungusa denga rose nenyika;