Haggai 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiro shoko resuŋgano yandakaita nemi, ŋguʋa yamakaɓuɗa Egipita, mŋeya waŋgu ucigere pakati penyu; regai kutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
‘Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda kubvira muIjipiti. Uye Mweya wangu uchagara pakati penyu. Musatya.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sokukutsidzirai kwandakaita pamakabuda muIjipiti. Mweya wangu uri mamuri, musatye.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda Ijipiti, mweya wangu uchigere pakati penyu; regai kutya.
Shona 2009?
Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda Ijipiti, mweya wangu uchigere pakati penyu; regai kutya.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiro shoko resungano yandakaita nemi, nguva yamakabuda Ijipiti, mweya wangu uchigere pakati penyu; regai kutya.