Hebrews 1:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko haʋazi ʋose mŋeya inoshumira, yakatumŋa kuzoɓata nokuɗa kwaʋanodya nhaka yokuponeswa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, vatumwa vose havazi mweya inoshumira yakatumwa kuzobatsira vaya vachadya nhaka yoruponeso here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Handiti Mweya yose inebasa rokushanda here? Yakatumwa kuti indoitira basa avo vose vachazogara nhaka yoruponeso here?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko havazi vose mweya inoshumira, yakatumwa kuzobata nokuda kwavanodya nhaka yokuponeswa here?
Shona 2009?
Ko havazi vose mweya inoshumira, yakatumwa, kuzobata nokuda kwavanodya nhaka yokuponeswa here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko havazi vose mweya inoshumira, yakatumwa kuzobata nokuda kwavanodya nhaka yokuponeswa here?