Hebrews 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akapfuʋura ʋatumŋa nokunaka saiɀoɀo, sezita raakagara nhaka yaro, rakanyanya kunaka kupfuʋura raʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akava mukuru kupfuura vatumwa sezvo zita raakapiwa nhaka yaro rakanyanya kunaka kupfuura ravo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
aitwawo mukuru kuvatumwa vedenga sezita raakanga apiwa rakanyanya kunaka kupfuura ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akapfuura vatumwa nokunaka saizvozvo, sezita raakagara nhaka yaro, rakanyanya kunaka kupfuura ravo.
Shona 2009?
akapfuvura vatumwa nokunaka saizvozvo, sezita raakagara nhaka yaro,
Shona SUB 2002 Bible
akapfuura vatumwa nokunaka saizvozvo, sezita raakagara nhaka yaro, rakanyanya kunaka kupfuura ravo.