Hebrews 1:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakambotaura kunani waʋatumŋa, aciti: Ndiwe Mŋanakomana waŋgu, Nhasi ndakakuɓereka? Ʋuye ɀe: Ndicaʋa Ƃaɓa ʋake, Iye ucaʋa Mŋanakomana waŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndoupi pakati pavatumwa, Mwari waakamboti kwaari: “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava baba vako?” kana kutizve, “Ndichava Baba vake, naiye achava Mwanakomana wangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndoupi mutumwa akambonzi naMwari; “Iwe uri Mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka?” Kana kuti; “Ndichave baba kwaari, iye agove Mwanakomana kwandiri?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akambotaura kuna ani wavatumwa achiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakakubereka? Uyezve, Ndichava baba vake, Iye achava Mwanakomana wangu?”
Shona 2009?
Nokuti wakambotaura kunani wavatumwa, achiti: Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakubereka? uye zve: Ndichava Baba vake, Iye uchava Mwanakomana wangu?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akambotaura kuna ani wavatumwa achiti, “Ndiwe Mwanakomana wangu, Nhasi ndakakubereka? Uyezve, Ndichava baba vake, Iye achava Mwanakomana wangu?”