Hebrews 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaɗa kururama, mukaʋeŋga kusarurama; Saka Mŋari, iye Mŋari wenyu, wakakuzodzai Namafuta okufara kupfuʋura shamŋari dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makada kururama uye mukavenga kusarurama; naizvozvo Mwari, Mwari wenyu, akakuisai pamusoro peshamwari dzenyu nokukuzodzai namafuta okufara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Imi makada ururami mukavenga unyangadzi, “Ndosaka Mwari, iye Mwari wenyu, akakugadzai ukuru pamusoro pavamwe venyu nokukuzodzai namafuta orufaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, akakuzodzai Namafuta okufara kupfuura shamwari dzenyu.”
Shona 2009?
Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, wakakuzodzai Namafuta okufara kupfuvura shamwari dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Makada kururama, mukavenga kusarurama; Saka Mwari, iye Mwari wenyu, akakuzodzai Namafuta okufara kupfuura shamwari dzenyu.”