Hebrews 10:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kubva ɀino acimirira kuȿikira ʋaʋeŋgi ʋake ʋaitwa citsiko cetsoka dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva panguva iyoyo anomirira kusvikira muvengi wake aitwa chitsiko chetsoka dzake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achimirira kuti vavengi vaitwe chitambarariko chetsoka dzake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kubva zvino achimirira kusvikira vavengi vake vaitwa chitsiko chetsoka dzake.
Shona 2009?
kubva zvino achimirira kusvikira vavengi vake vaitwa chitsiko chetsoka dzake.
Shona SUB 2002 Bible
kubva zvino achimirira kusvikira vavengi vake vaitwa chitsiko chetsoka dzake.