Hebrews 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti neciɓayiro cimŋe cete wakakwanisa nokusiŋgaperi aʋo ʋanoitwa ʋatȿene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti nechibayiro chimwe chete akaita kuti vaya vari kuitwa vatsvene vakwaniswe nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo nechibayiro chimwechetecho akanatsa nokusingaperi avo vakaitwa vatsvene.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nechibayiro chimwechete akakwanisa nokusingaperi avo vanoitwa vatsvene.
Shona 2009?
Nokuti nechibayiro chimwe chete wakakwanisa nokusingaperi avo vanoitwa vatsvene.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nechibayiro chimwechete akakwanisa nokusingaperi avo vanoitwa vatsvene.