Hebrews 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nenzira itȿa mhenyu, yaakatiʋambira iye nokupinda kwake pacidzitiro cetembere, ndiyo nyama yake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nenzira itsva uye ino upenyu yatakazarurirwa kubudikidza nechidzitiro chinova muviri wake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nenzira itsva mhenyu yaakatizarurira nokupinda kwaakaita napajira rokudzikatirisa, zvichereva muviri wake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nenzira itsva mhenyu, yaakativambira iye nokupinda kwake pachidzitiro chetemberi, ndiyo nyama yake;
Shona 2009?
nenzira itsva mhenyu, yaakativambira iye nokupinda kwake pachidzitiro chetembere, ndiyo nyama yake;
Shona SUB 2002 Bible
nenzira itsva mhenyu, yaakativambira iye nokupinda kwake paketeni retemberi, ndiyo nyama yake;