Hebrews 10:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu, wakaramba murairo waMosesi, unofa asiŋganzwirwi tsitsi, kana paneɀapupu ɀiʋiri kana ɀitatu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu wose akaramba murayiro waMozisi akafa asinganzwirwi tsitsi pamberi pezvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anotyora Mutemo waMosesi anouraiwa zvisina tsitsi paine zvapupu zviviri kana zvitatu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu, akaramba murayiro waMosesi, anofa asinganzwirwi tsitsi, kana pane zvapupu zviviri kana zvitatu;
Shona 2009?
Munhu, wakaramba murairo waMozisi, unofa asinganzwirwi tsitsi, kana panezvapupu zviviri kana zvitatu;
Shona SUB 2002 Bible
Munhu, akaramba murairo waMosesi, anofa asinganzwirwi tsitsi, kana pane zvapupu zviviri kana zvitatu;