Hebrews 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ne ɀiɓayiro iɀoɀi ʋanoyeʋudzirwa ɀiʋi gore rimŋe nerimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vanonamata vangadai vakanatswa kamwe chete zvikapera, uye vangadai vasina kuzonzwazve mhosva yezvivi zvavo gore roga roga,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvibayiro izvozvi zvinoyeuchidza zvitadzo gore negore
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi nezvibayiro izvozvi vanoyeudzirwa zvivi gore rimwe nerimwe.
Shona 2009?
Asi nezvibayiro izvozvo vanoyevudzirwa zvivi gore rimwe nerimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Asi nezvibairo izvozvi vanoyeudzirwa zvivi gore rimwe nerimwe.