Hebrews 10:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tinomuziʋa iye wakati: Kutsiʋa ndokwaŋgu, ini ndicaripira. Ʋuye ɀe: Ishe ucatoŋga mhoȿa dzaʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti tinomuziva iye akati, “Kutsiva ndokwangu; ini ndicharipira,” uyezve, “Ishe achatonga vanhu vake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga tinoziva wani iye akati “Kutsiva ndokwangu, ndichatsividza.” Uyezve anoti, “Tenzi achatonga vanhu vake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tinomuziva iye akati, “Kutsiva ndokwangu, ini ndicharipira.” Uyezve, “Ishe achatonga mhosva dzavanhu vake.”
Shona 2009?
Nokuti tinomuziva iye wakati: Kutsiva ndokwangu, ini ndicharipira ndizvo zvinotaura Mwari. uye zve: Ishe uchatonga mhosva dzavanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tinomuziva iye akati, “Kutsiva ndokwangu, ini ndicharipira.” Uyezve, “Ishe achatonga mhosva dzavanhu vake.”