Hebrews 10:32 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi raŋgarirai mazuʋa okutaŋga, amakati mavenekerwa, mukatsuŋga pakurwa kukuru kweɗambudziko;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarirai mazuva okutanga mushure mokugamuchira chiedza, amakatsunga pakurwa kukuru mukutambudzika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi yeukai, mazuva akare kuti mushure mokunge mavhenekerwa mukatirira matambudziko akaomarara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi rangarirai mazuva okutanga, amakati mavhenekerwa, mukatsunga pakurwa kukuru kwedambudziko;
Shona 2009?
Asi rangarirai mazuva akare, amakati mavhenekerwa, mukatsunga pakurwa kukuru kwedambudziko;
Shona SUB 2002 Bible
Asi rangarirai mazuva okutanga, amakati mavhenekerwa, mukatsunga pakurwa kukuru kwedambudziko;