Hebrews 10:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
pamŋe nokuti makaitwa cinhu cinotarirwa nokuɀidzwa nokutambudzwa; pamŋe nokuti makagoʋana naiʋo ʋakaitirwa iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pane dzimwe nguva makatukwa uye mukatambudzwa pachena; pane dzimwe nguva makagovana navo vakaitirwawo izvozvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzimwe nguva maipinda mukutukwa nokutambudzwa pazere vanhu kana kubatanidzirwa navanenge vachiitirwa zvakadaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pamwe nokuti makaitwa chinhu chinotarirwa nokuzvidzwa nokutambudzwa; pamwe nokuti makagovana naivo vakaitirwa izvozvo.
Shona 2009?
pamwe nokuti makaitwa chinhu chinotarirwa nokuzvidzwa nokutambudzwa; pamwe nokuti makagovana naivo vakaitirwa izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
pamwe nokuti makaitwa chinhu chinotarirwa nokuzvidzwa nokutambudzwa; pamwe nokuti makagovana naivo vakaitirwa izvozvo.