Hebrews 10:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti munofanira kuʋa nokutsuŋgirira, kuti, kana maita kuɗa kwaMŋari, mugopiwa cipikirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kutsungirira kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari mugogamuchira zvaakavimbisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munofanira kutirira kuti muite kuda kwaMwari kuitirawo kuti mugamuchire zvakatsidzirwa zvinoti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti munofanira kuva nokutsungirira, kuti, kana maita kuda kwaMwari, mugopiwa chipikirwa.
Shona 2009?
Nokuti munofanira kuva nokutsungirira, kuti, kana maita kuda kwaMwari, mugopiwa chipikirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti munofanira kuva nokutsungirira, kuti, kana maita kuda kwaMwari, mugopiwa chipikirwa.