Hebrews 10:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino isu hatizi iʋo ʋokudzokera shure, kuti tiparadzwe; asi tiri ʋokutenda kuti tiponeswe mŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi isu hatizi ivo vokudzokera shure, uye vanoparadzwa, asi tiri vokutenda uye tinoponeswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi isu hatisi vaya vokudzokera shure vanoparadzwa asi isu tiri vanhu vane chitendero vanoponesa mweya yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino isu hatizi ivo vokudzokera shure, kuti tiparadzwe; asi tiri vokutenda kuti tiponeswe mweya.
Shona 2009?
Zvino isu hatizi ivo vokudzokera shure, kuti tiparadzwe; asi tiri vokutenda kuti tiponese mweya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino isu hatizi ivo vokudzokera shure, kuti tiparadzwe; asi tiri vokutenda kuti tiponeswe mweya.