Hebrews 10:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka pakuȿika kwake panyika, unoti: Ciɓayiro necipo makaɀiramba, Asi makandigadzirira muʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Kristu, paakauya munyika muno, akati: “Chibayiro nechipo hamuna kuzvifarira, asi muviri wamakandigadzirira;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvibayiro nemipiro hazvisizvo zvamakafarira asi makandigadzirira muviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka pakusvika kwake panyika, anoti, “Chibayiro nechipo makazviramba, asi makandigadzirira muviri,
Shona 2009?
saka pakusvika kwake panyika, unoti: Chibayiro nechipo makazviramba, Asi makandigadzirira muviri;
Shona SUB 2002 Bible
Saka pakusvika kwake panyika, anoti, “Chibayiro nechipo makazviramba, asi makandigadzirira muviri,