Hebrews 11:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kutenda ndirwo rusimbiso rwe ɀinhu ɀa ti notarira, neciratidzo ce ɀinhu ɀa ti siŋgaʋoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kutenda ndiko kuva nechokwadi chezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitendero chine chivimbo chezvinhu zvinotarisirwa uye chine chokwadi chezvinhu zvisingaoneki
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kutenda ndirwo rusimbiso rwezvinhu zvatinotarira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni.
Shona 2009?
Zvino kutenda ndirwo rusimbiso rwezvinhu zvatinotaririra, umbowo bwezvinhu zvatisingavoni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kutenda ndirwo rusimbiso rwezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni.