Hebrews 11:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti wakaŋga acitarira guta rinenheyo, Mŋari ari mhizha nomuʋaki waro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akanga achitarisira guta rine nheyo, Mwari ari mhizha nomuvaki waro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero ndechokuti aitarisira guta rine ugaro hwakasimba rakavakwa naMwari rakarongwa noumhizha hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti akanga achitarira guta rine nheyo, Mwari ari mhizha nomuvaki waro.
Shona 2009?
nokuti wakanga achitarira guta rinenheyo, Mwari ari mhizha nomuvaki waro.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti akanga achitarira guta rine nheyo, Mwari ari mhizha nomuvaki waro.