Hebrews 11:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋanotaura ɀakaɗaro, ʋanoratidza kuti ʋanotȿaka nyika yaʋo caiyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vanotaura zvinhu zvakadai vanoratidza kuti vari kutsvaka nyika yavo chaiyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanotaura vachidaro vanoratidza pachena kuti vari kutsvaka nyika yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vanotaura zvakadaro, vanoratidza kuti vanotsvaka nyika yavo chaiyo.
Shona 2009?
Nokuti vanotaura zvakadaro, vanoratidza kuti vanotsvaka nyika yavo chaiyo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vanotaura zvakadaro, vanoratidza kuti vanotsvaka nyika yavo chaiyo.