Hebrews 11:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana ʋairamba ʋacifuŋga nyika iyo yaʋakabva kwairi, ʋaŋgaɗai ʋawana ŋguʋa yokudzoka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai vakanga vachifunga nyika yavakabva kwairi vangadai vakawana mukana wokudzokera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai vakanga vachifunga nenyika yekwavakabva vangadai vakakwanisa kuwana mukana wokudzokerako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana vairamba vachifunga nyika iyo yavakabva kwairi, vangadai vawana nguva yokudzoka.
Shona 2009?
Nokuti kana vairamba vachifunga nyika iyo yavakabva kwairi, vangadai vawana nguva yokudzoka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana vairamba vachifunga nyika iyo yavakabva kwairi, vangadai vawana nguva yokudzoka.