Hebrews 11:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye wakaŋga aʋudzwa, ɀicinzi: MunaIsaka ʋana ʋako ʋacatumidzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange zvazvo Mwari akanga akati kwaari, “Nokuna Isaka zvizvarwa zvako zvichazovapo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
iye akanga ambonzi zvizvarwa zvako zvichatumidzwa zita nokuna Isaki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye akanga audzwa, zvichinzi, “Muna Isaka vana vako vachatumidzwa;
Shona 2009?
iye wakanga avudzwa, zvichinzi: MunaIsaka vana vako vachatumidzwa;
Shona SUB 2002 Bible
iye akanga audzwa, zvichinzi, “Muna Isaka vana vako vachatumidzwa;