Hebrews 11:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti wakati Mŋari unogona kumutsa munhu kunyaŋge kuʋakafa; ndipapo ʋo, kana ticitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akafunga iye akati Mwari aigona kumutsa vakafa, uye tichitaura nomufananidzo, akagamuchira Isaka kubva kuvakafa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafunga kuti Mwari anokwanisa kumutsa vanhu kunyange kurufu. Naizvozvo pakutaura, tingati akamugamuchirazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti wakati Mwari anogona kumutsa munhu kunyange kuvakafa; ndipapowo, kana tichitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.”
Shona 2009?
nokuti wakati Mwari unogona kumutsa munhu kunyange kuvakafa; ndipapovo, kana tichitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti wakati Mwari anogona kumutsa munhu kunyangwe kuvakafa; ndipapowo, kana tichitaura nomufananidzo, paakamudzoserwa.”