Hebrews 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti naiko ʋanhu ʋakare ʋakapupurirwa ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti izvi ndizvo zvakaita kuti vanhu vekare vapupurirwe zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti nechitendero vanhu vakare vakanzi naMwari vanhu kwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti naiko vanhu vakare vakapupurirwa zvakanaka.
Shona 2009?
Nokuti naiko vanhu vakare vakapupurirwa zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti naiko vanhu vakare vakapupurirwa zvakanaka.