Hebrews 11:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokutenda Josefa, ofa, wakataura ɀokuɓuɗa kwaʋana ʋaIsraeri, akaʋaraira pamsoro pamafupa ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokutenda, Josefa, magumo ake ava pedyo, akataura zvokubuda kwavaIsraeri kubva muIjipiti uye akarayira pamusoro pamapfupa ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pechitendero Josefi, pakuguma koupenyu hwake akataura nezvekubuda kwavaIsiraeri akavaraira nezvamapfupa ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokutenda Josefa, ofa, akataura zvokubuda kwavana vaIsiraeri, akavarayira pamusoro pamapfupa ake.
Shona 2009?
Nokutenda Josefa, ofa, wakataura zvokubuda kwavana vaIsraeri, akavaraira pamusoro pamafupa ake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokutenda Josefa, ofa, akataura zvokubuda kwavana VaIsiraeri, akavaraira pamusoro pamapfupa ake.