Hebrews 11:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokutenda Mosesi, akura, wakaramba kunzi mŋanakomana womukunda waFarao,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokutenda Mozisi akati akura, akaramba kunzi mwanakomana womwanasikana waFaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pechitendero Mosesi paakanga akura akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokutenda Mosesi akura, akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao,
Shona 2009?
Nokutenda Mozisi, akura, wakaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao,
Shona SUB 2002 Bible
Nokutenda Mosesi akura, akaramba kunzi mwanakomana womukunda waFarao,