Hebrews 11:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kuɀidzwa kwaKristu ifuma huru kukufuma kwose kweEgipita; nokuti wakatarira muɓairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kuzvidzwa nokuda kwaKristu ipfuma huru kupfuura kupfuma kwose kweIjipiti, nokuti akanga achitarira mberi kumubayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akafunga kuti kuzvidzirwa Kristu upfumi hukuru kupinda upfumi hweIjipiti nokuti mwoyo wake wakanga uri kumubayiro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kuzvidzwa kwaKristu ipfuma huru kupfuma kwose kweIjipiti; nokuti akatarira mubayiro.
Shona 2009?
akati kuzvidzwa kwaKristu ifuma huru kukufuma kose kweIjipiti; nokuti wakatarira mubairo.
Shona SUB 2002 Bible
akati kuzvidzwa kwaKristu ipfuma huru kupfuma kwose kweIjipiti; nokuti akatarira mubairo.