Hebrews 11:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokutenda wakaʋamba paseka nokusasa ropa, kuti muʋurayi wamataŋgwe aʋarege iʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokutenda akavamba Pasika uye nokusasa ropa, kuitira kuti muurayi wamatangwe arege kuuraya matangwe eIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana porudaviro akachengeta Pasika akasasa ropa kuitira kuti muparadzi wamatangwe arege kumbovabata — bata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokutenda, akavamba Pasika nokusasa ropa, kuti muurayi wamatangwe avarege ivo.
Shona 2009?
Nokutenda wakavamba paseka nokusasa ropa, kuti muvurayi wamatangwe avarege ivo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokutenda, akavamba Pasika nokusasa ropa, kuti muurayi wamatangwe avarege ivo.