Hebrews 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatso‐roŋgedzwa nenzwi raMŋari, naiɀoɀo ɀinhu, ɀinoʋonekwa, hazina‐kuitwa neɀinhu ɀinoʋonekwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakaitwa nokurayira kwaMwari, zvokuti zvinhu zvinoonekwa zvakaitwa kubva pane zvinhu zvisingaonekwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pechitendero tinonzwisisa kuti nyika yakasikwa nezwi raMwari zvokuti zvinooneka zvakaitwa zvichibva mune zvisingaoneki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatsorongedzwa nezwi raMwari, naizvozvo zvinhu, zvinoonekwa, hazvina kuitwa nezvinhu zvinoonekwa.
Shona 2009?
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatsorongedzwa nenzwi raMwari, naizvozvo zvinhu zvinovonekwa, hazvina kuitwa nezvinhu zvinovonekwa..
Shona SUB 2002 Bible
Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika dzakanatsorongedzwa nezwi raMwari, naizvozvo zvinhu, zvinoonekwa, hazvina kuitwa nezvinhu zvinoonekwa.