Hebrews 11:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokutenda Rakabi cifeʋe, haana‐kufa pamŋe cete naʋasinakuterera, nokuti wakaŋga agamucira ʋashori norugare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokutenda Rahabhi chifeve, haana kufa pamwe chete navasina kuteerera, nokuti akanga agamuchira vasori norugare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pechitendero Rahabhu haana kuparara pamwepo navakanga vasingateereri nokuti akanga agamuchira zvakanaka vasori vaya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokutenda, Rakabhi chifeve, haana kufa pamwechete navasina kuteerera, nokuti akanga agamuchira vashori norugare.
Shona 2009?
Nokutenda Rakabi chifeve, haana kufa pamwe chete navasina kuteerera, nokuti wakanga agamuchira vashori norugare.
Shona SUB 2002 Bible
Nokutenda, Rakabhi chifeve, haana kufa pamwechete navasina kuteerera, nokuti akanga agamuchira vashori norugare.