Hebrews 11:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aʋo ʋakakunda ʋushe nokutenda kwaʋo ʋakaita ɀakarurama, ʋakapiwa ɀipikirwa, ʋakadziʋira miromo yeshumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakakunda ushe nokutenda, vakatonga nokururamisira, uye vakawana zvakanga zvavimbiswa; vakadzivira miromo yeshumba,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakakurira umambo noumambo pamusana pechitendero vakamanikidzira kuti pave noruenzaniso; vakagamuchira zvakanga zvatsidzwa. Vazarira
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
avo vakakunda ushe nokutenda kwavo vakaita zvakarurama, vakapiwa zvipikirwa, vakadzivira miromo yeshumba.
Shona 2009?
avo vakakunda vushe nokutenda kwavo vakaita zvakarurama, vakapiwa zvipikirwa, vakadzivira miromo yeshumba.
Shona SUB 2002 Bible
avo vakakunda ushe nokutenda kwavo vakaita zvakarurama, vakapiwa zvipikirwa, vakadzivira miromo yeshumba.