Hebrews 11:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakatakwa namabge, ʋakatemŋa‐temŋa nejeko, ʋakaidzwa, ʋakaʋurawa nomunondo; ʋakafamba ʋakafuka matebge amakwai, neŋguʋo dzembudzi; ʋasinecinhu, ʋacitambudzika, ʋaciitirwa ɀakaipa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatakwa namabwe; vamwe vakaitwa zvidimbu zviviri; vakaurayiwa nomunondo. Vakafamba vakapfeka matehwe amakwai namatehwe embudzi, vasina chinhu, vakatambudzwa uye vakaitirwa zvakaipa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatakwa namatombo vakachekwa napakati vakauraiwa namapakatwa. Vakafamba vakapfeka matehwe ehwai neembudzi vasina chokubata. Vakaoneswa nhamo vachiitirwa zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatakwa namabwe, vakaedzwa, vakaurawa nomunondo; vakafamba vakafuka matehwe amakwai, nenguo dzembudzi; vasina chinhu, vachitambudzika, vachiitirwa zvakaipa;
Shona 2009?
vakatakwa nambwe, vakatemwa-temwa nejeko, vakaidzwa, vakavurawa nomunondo; vakafamba vakafuka matebwe amakwai, nenguvo dzembudzi; vasinechinhu, va chitambudzika, vachiitirwa zvakaipa;
Shona SUB 2002 Bible
vakatakwa namabwe, vakaedzwa, vakaurayiwa nomunondo; vakafamba vakafuka matehwe amakwai, nenguo dzembudzi; vasina chinhu, vachitambudzika, vachiitirwa zvakaipa;