Hebrews 11:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa ʋose ʋakaŋga ʋapupurirwa nokutenda kwaʋo, asi haʋana‐kupiwa ɀipikirwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose ava vakapupurirwa kutenda kwavo, asi hapana kana mumwe wavo akagamuchira zvakanga zvavimbiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivava vose kunyange zvavo vakanzi vanhu kwavo pamusana perutendo rwavo havana zvavo kugamuchira zvakatsidzirwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava vose vakanga vapupurirwa nokutenda kwavo, asi havana kupiwa zvipikirwa,
Shona 2009?
Ava vose vakanga vapupurirwa nokutenda kwavo, asi havana kupiwa zvipikirwa,
Shona SUB 2002 Bible
Ava vose vakanga vapupurirwa nokutenda kwavo, asi havana kupiwa zvipikirwa,