Hebrews 11:40 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti Mŋari wakaŋga atigadzirira cimŋe cinhu cinopfuʋura nokunaka, kuti iʋo ʋarege kukwaniswa kunze kweɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akanga atigadzirira chimwe chinhu chiri nani pakunaka, kuitira kuti ivo pamwe chete nesu tigozokwaniswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuda kokuti Mwari akanga afanoona zviri nani kwatiri kuti havakwanisi kururamiswa vasinesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti Mwari akanga atigadzirirwa, chimwe chinhu chinopfuura nokunaka, kuti ivo varege kukwaniswa kunze kwedu.
Shona 2009?
nokuti Mwari wakanga atigadzirira chimwe chinhu chinopfuvura nokunaka, kuti ivo varege kukwaniswa kunze kwedu.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti Mwari akanga atigadzirira, chimwe chinhu chinopfuura nokunaka, kuti ivo varege kukwaniswa kunze kwedu.