Hebrews 12:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hamuna‐kusweɗera kugomo riŋgaɓatwa namaʋoko, rinopfuta, ʋuye kurima, nokukuȿiɓa, nokuɗutu guru,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuna kumboswedera kugomo ringabatwa namaoko uye rinopfuta nomoto; kurima, kukusviba uye nokudutu guru;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamuna kuswedera pane chisingabatwe, kana kumoto unon'anduma kana kurima dema rakati kwirindindi kana kudutu remhepo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hamuna kuswedera kugomo ringabatwa namaoko, rinopfuta, uye kurima, nokusviba, nokudutu guru,
Shona 2009?
Nokuti hamuna kuswedera kugomo ringabatwa namavoko, rinopfuta, uye kurima, nokusviba, nokudutu guru,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hamuna kuswedera kugomo ringabatwa namaoko, rinopfuta, uye kurima, nokusviba, nokudutu guru,