Hebrews 12:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokukurira kwehwamanda, nokunzwi ramashoko; iʋo ʋakarinzwa ʋakakumbira kuti shoko rimŋe rirege kuzoʋataurirwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kukurira kwehwamanda kana inzwi rinotaura mashoko zvokuti vaya vakarinzwa vakakumbirisa kuti varege kuudzwazve rimwe shoko,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokurira kwebhosvo namaungira amazwi akaita kuti vaizvinzwa vakumbire kuti pasataurwezve kwavari
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokukurira kwehwamanda, nokuzwi ramashoko; ivo vakarinzwa vakakumbira kuti shoko rimwe rirege kuzovataurirwa;
Shona 2009?
nokurira kwehwamanda, nokunzwi ramashoko;ivo vakarinzwa vakakumbira kuti shoko rimwe rirege kuzovataurirwa;
Shona SUB 2002 Bible
nokukurira kwehwamanda, nokuzwi ramashoko; ivo vakarinzwa vakakumbira kuti shoko rimwe rirege kuzovataurirwa;