Hebrews 12:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuʋuŋgano huru, nokukereke yamataŋgwe akanyorwa kuɗeŋga, nokunaMŋari, mutoŋgi waʋose, nokumŋeya yaʋakarurama ʋakakwaniswa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kukereke yamatangwe, vane mazita akanyorwa kudenga. Mauya kuna Mwari, mutongi wavanhu vose, kumweya yavanhu vakarurama vakakwaniswa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuungano yamatangwe akanyorwa kudenga nokumutongi ari Mwari wavose nokumweya yakanaka yakaruramiswa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuungano huru, nokukereke yamatangwe akanyorwa kudenga, nokuna Mwari, mutongi wavose, nokumweya yavakarurama vakakwaniswa,
Shona 2009?
nokuvungano huru, nokukereke yamatangwe akanyorwa kudenga, nokunaMwari, mutongi wavose, nokumweya yavakarurama vakakwaniswa,
Shona SUB 2002 Bible
nokuungano huru, nokuchechi yamatangwe akanyorwa kudenga, nokuna Mwari, mutongi wavose, nokumweya yavakarurama vakakwaniswa,