Hebrews 12:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
inzwi rake rakazunuŋgusa nyika neŋguʋa iyo; asi ɀino wakapikira, aciti: Ndicabvundisa ɀe kamŋe cete, isati iri nyika ɓedzi, asi neɗeŋga ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyo inzwi rake rakazungunusa nyika, asi zvino akativimbisa, achiti, “Ndichazungunusazve kamwe chete, kwete nyika chete, asi nedengawo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izwi rake rakazungunutsa pasi. Asi iye akatsidza kuti haachazozungunutsa zvake nyika chete asi nedengawo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
izwi rake rakazunungusa nyika nenguva iyo; asi zvino akapikira, achiti, “Ndichabvundisazve kamwechete, isati iri nyika bedzi, asi nedengawo.”
Shona 2009?
inzwi rake rakazungusa nyika nenguva iyo; asi zvino wakapikira, achiti: Ndichabvundisa zve kamwe chete,isati iri nyika bedzi, asi nedengavo.
Shona SUB 2002 Bible
izwi rake rakazunungusa nyika nenguva iyo; asi zvino akapikira, achiti, “Ndichabvundisazve kamwechete, isati iri nyika bedzi, asi nedengawo.”