Hebrews 12:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti cerekedzai uyo wakatsuŋga pakukakaʋara kwakaɗai kwaʋatadzi, kuti imi murege kuneta nokupera simba pamŋeya yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Cherechedzai iye akatsunga pakupikiswa kwakadai navatadzi, kuti imi murege kuneta nokupera simba mumwoyo menyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Fungai nezvake, iye akatirira ruvengo rwakadai rwaakaitirwa navatadzi kuti imi murege kuneta kana kurasa mwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti cherekedzai uyo akatsunga pakukakavara kwakadai kwavatadzi, kuti imi murege kuneta nokupera simba mumweya yenyu.
Shona 2009?
Nokuti cherekedzai uyo wakatsunga pakukakavara kwakadai kwavatadzi, kuti imwi murege kuneta nokupera simba pamweya yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti cherechedzai uyo akatsunga pakukakavara kwakadai kwavatadzi, kuti imi murege kuneta nokupera simba mumweya yenyu.