Hebrews 13:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ŋgatirambe ticiɓayira Mŋari naye ciɓayiro cokumurumbidza, ndico ciɓereko cemiromo inopupura zita rake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, kubudikidza naJesu ngatirambei tichipa kuna Mwari chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibayiro chemiromo inopupura zita rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngatirambei tichingopira nokwaari chibayiro chokurumbidza Mwari. Ndiwo muchero womuromo unopupura nezvezita rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ngatirambe tichibayira Mwari naye chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibereko chemiromo inopupura zita rake.
Shona 2009?
Naizvozvo ngatirambe tichibayira Mwari naye chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibereko chemiromo inopupura zita rake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ngatirambe tichibayira Mwari naye chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibereko chemiromo inopupura zita rake.