Hebrews 13:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi musakaŋganwa kuita ɀakanaka nokugoʋana; nokuti Mŋari unofara neɀiɓayiro ɀakaɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye musakanganwa kuita zvakanaka nokugoverana navamwe, nokuti Mwari anofadzwa nezvibayiro zvakadai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usakanganwe kuita zvinhu zvakanaka uye kugoverana navamwe zvaunazvo nokuti zvibayiro zvakadaro zvinofadza Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi musakanganwa kuita zvakanaka nokugovana; nokuti Mwari anofara nezvibayiro zvakadai.
Shona 2009?
Asi musakangamwa kuita zvakanaka nokugovana; nokuti Mwari unofara nezvibayiro zvakadai.
Shona SUB 2002 Bible
Asi musakanganwa kuita zvakanaka nokugovana; nokuti Mwari anofara nezvibairo zvakadai.