Hebrews 13:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musakaŋganwa kuitira ʋaeni ruɗo; nokuti ʋaciɗaro ʋamŋe ʋakagarisa ʋatumŋa mumba, ʋasiŋgaɀiziʋi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musarege kugamuchira vaenzi zvakanaka nokuti nokuita izvozvo vamwe vakachengeta vatumwa vasingavazivi kuti vatumwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musakanganwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi.
Shona 2009?
Musakangamwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi.
Shona SUB 2002 Bible
Musakanganwa kuitira vaeni rudo; nokuti vachidaro vamwe vakagarisa vatumwa mumba, vasingazvizivi.