Hebrews 13:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndi kwazisirei ʋatuŋgamiri ʋenyu ʋose naʋatȿene ʋose. ƲeItaria ʋanokukwazisai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwazisai vatungamiri venyu vose uye navanhu vose vaMwari. VokuItaria vanokukwazisai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikwazisirei vatungamiri venyu vose navanamati vose. Vanhu vokuItari vanokukwazisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikwazisirei vatungamiri venyu vose navatsvene vose. VeItariya vanokukwazisai.
Shona 2009?
Ndikwazisirei vatungamiriri venyu vose navatsvene vose. VeItaria vanokukwazisai.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikwazisirei vatungamiri venyu vose navatsvene vose. VeItariya vanokukwazisai.