Hebrews 13:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fuŋgai ʋakasuŋgwa, somuneŋge makasuŋgwa pamŋe cete naʋo; naiʋo ʋanoitirwa ɀakaipa, somuneŋge muri mumuʋiri imi ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rangarirai vaya vari mutorongo somunenge makasungwa pamwe chete navo, uye navaya vanoitirwa zvakaipa sokunge imi pachenyu ndimi muri kutambudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rangarirai vasungwa vari mujeri muite sokunge munavo mujeri uye navanenge vasiri kubatwa zvakanaka nokuti nemiwo muchiri mumuviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fungai vakasungwa, somunenge makasungwa pamwechete navo; naivo vanoitirwa zvakaipa, somunenge muri mumuviri imiwo.
Shona 2009?
Fungai vakasungwa, somunenge makasungwa pamwe chete navo; naivo vanoitirwa zvakaipa, somunenge muri mumuviri imivo.
Shona SUB 2002 Bible
Fungai vakasungwa, somunenge makasungwa pamwechete navo; naivo vanoitirwa zvakaipa, somunenge muri mumuviri imiwo.