Hebrews 2:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka tinofanira kuterera ɀikuru iɀo ɀatakanzwa, kuti tirege kukukurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka tinofanira kuteerera zvikuru, izvo zvatakanzwa, kuitira kuti tirege kutsauka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo tinofanira kunyatsobatisisa zvatanzwa, kuti tirege kurasika, tonanga mutome.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka tinofanira kuteerera zvikuru izvo zvatakanzwa, kuti tirege kukukurwa.
Shona 2009?
Saka tinofanira kuteerera zvikuru izvo zvatakanzwa, kuti tirege kukukurwa.
Shona SUB 2002 Bible
Saka tinofanira kuteerera zvikuru izvo zvatakanzwa, kuti tirege kukukurwa.