Hebrews 2:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti uyo, uno ʋa ita ʋatȿene, naiʋo ʋanoitwa ʋatsene, ʋose ʋakabva kunomumŋe; nemhaka iyi haanenyadzi kuʋaidza hama,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose, iye anoita kuti vanhu vave vatsvene uye avo vanoitwa vatsvene ndevemhuri imwe chete. Saka Jesu haana nyadzi kuti avaidze hama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti iye munatsi wavanhu, naivo vakanatswa, vanobva padzinde rimwechete. Ndokusaka asinganyari kuvati hama,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uyo, anovaita vatsvene, naivo vanoitwa vatsvene, vose vakabva kunomumwe; nemhaka iyi haana nyadzi kuvaidza hama,
Shona 2009?
Nokuti uyo, unovaita vatsvene, naivo vanoitwa vatsvene, vose vakabva kunomumwe; nemhaka iyi haanenyadzi kuvaidza hama,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uyo, anovaita vatsvene, naivo vanoitwa vatsvene, vose vakabva kuno mumwe; nemhaka iyi haana nyadzi kuvaidza hama,