Hebrews 2:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaanoti: Ndicaparidzira hama dzaŋgu zita renyu, Ndicakuimbirai pakati pekereke.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu; pamberi peungano ndichaimba nziyo dzokukurumbidzai.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
paya paanoti, “Ndichaparidza zita renyu kuhama dzangu, ndichakurumbidzai ndiri mukati meSangano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaanoti, “Ndichaparidzira hama dzangu zita renyu, Ndichakuimbirai pakati pekereke.”
Shona 2009?
Zvaanoti: Ndichaparidzira hama dzangu zita renyu, Ndichakuimbirai pakati pekereke.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaanoti, “Ndichaparidzira hama dzangu zita renyu, Ndichakuimbirai pakati pechechi.”