Hebrews 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ɀe: Ndicatenda kwaari. Ʋuye ɀe: Tarira, ndini naʋana ʋandakapiwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyezve anoti: “Ndichavimba naye.” Uyezve anoti: “Ndiri pano, navana vandakapiwa naMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Napamwezve paanoti; “Ndichaisa chivimbo changu maari.” Pamwezve achiti; “Ndiri pano navana vaakandipa Mwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyezve, “Ndichatenda kwaari.” Uyezve, “Tarira, ndini navana vandakapiwa naMwari.”
Shona 2009?
Vuyezve: Ndichavimba naye. Vuyezve: Tarirai, ini navana vandakapiwa naMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Uyezve, “Ndichatenda kwaari.” Uyezve, “Tarira, ndini navana vandakapiwa naMwari.”

Recommended Reading